Menu Close

Shona Apostles’ Creed

 

Tinotendera Mwari baba ana masimba ose,
Musiki wedenga napasi,
Tinotendera Yesu Kristo,
mwanakomana wake mumwe chete, mambo wedu,
akazvarwa naMariya muvirigo nesimba raMweya Mutsvene akatongerwa kutambudzika naPonsiyo Pirato,
akarovererwa pachipiyaniso, akafa akavigwa, akaenda kuvafi,zuva retatu, akamuka.
Akakwira kudenga, kwaagere kurudyi rwaMwari Baba ana masimba ose, achabvako kuzotonga vapenyu navafi.
Tinotendera Mweya Mutsvene,
Kirike sande katorike,
kubatana kwavasande,
Kuregererwa kwamatadzo,
kumuka kwomuviri Noupenyu husingaperi.
Amen

Show Buttons
Hide Buttons